Used in other entries
“Mutatu chidavado chekuruka tyava kana tambo, uchishandisa tambo diki, dzinenge dzichipindana, dziri nhatu.”
from mutatu“Munhondo muti wakada kufanana nemusasa, unoita vana vane mhodzi dzingapfuure nhatu, vanonyaudza pakubanzuka kana vaoma.”
from munhondo