Used in other entries
“Musoro wedhipeti wokuti, "Zviri nani kudzidzisa mukomana pano musikana", unoitisa nharo huru pakati pavakomana navasikana.”
from dhipeti“Ku kararirana kuitirana nharo dzokuti ndiani anofanira kuita chimwe chinhu, kana kuti kutanga rimwe basa.”
from -kararirana“Ku kakashura kuita nharo dzisingaperi pane zviri kutaurwa.”
from -kakashura“Kuti kakata kuita nharo dzisingadzoreki.”
from kakata“Kana uchi kakavadza munhu unenge uchimupikisa kana kuitirana nharo naye.”
from -kakavadza“Iri izwi rinoshandiswa pamunhu ane nharo, paanezenge awirwa nedambudziko nokuda kokusaterera.”
from tsvatu