Ichi chivakapakati chinoshandiswa kana munhu achitaura zviri kutoitika kana zvinogara zvichiitika. Handisati ndapedza kuwacha. Ndichangotanga izvozvi.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.