Used in other entries
“Kuti dambu kudhonza chinhu chakaita setambo kusvikira chaguka, uchibva wasara wave namapandi maviri wangopfuura nepo asi usingagarisipo.”
from dambu“Sezvinei imwewo mota ndokubva yasvika nepo.”
from sezvinei“Rudhonga inzvimbo inenge yakacherwa kuti mugwagwa kana raruwe ipfuure nepo.”
from rudhonga“Chidhongi kamwana kekabundo kanomera pakarimwa, kanobaya uye kanonamira pahembe kana munhu akadarika nepo.”
from chidhongi“Kana ukati nepanzvimbo dambu unenge wangopfuura nepo asi usingagarisipo.”
from dambu