DuraMazwi
Browse Words
Words

chidhongi

Shona Definition

Chidhongi kamwana kekabundo kanomera pakarimwa, kanobaya uye kanonamira pahembe kana munhu akadarika nepo. chibayamahure Chidhongi mwana wedhongi. mubhemu

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries