DuraMazwi
Browse Words
Words

ndoda

Shona Definition

Ndoda izwi rinoshandiswa nemumwe munhu kana mumwe achitaura, achingoritaura riri rega kuratidza kuti zviri kutaurwa nemutauri hazvina musoro, uye haasi kuzombozviteerera.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries