Used in other entries
“Ku njandanguka kudonha kwemunhu anenge atadza kutsika zvakanaka kana kuti apingwa, zvikuru kana iye agarawo iri ndonda.”
from -njandanguka“Ku tatyamara kumira kwemunhu ndonda kana mhuru ichangozvarwa.”
from -ratyamara“Upenyu hunozoshatira munhu kana aramba achirwara, zvikuru ndonda.”
from Munhu haarerwi nebonde“Harahwa dzinenge dziri ndonda ndidzo dzinorarama dzimwe nguva kupinda majaya nemhandara.”
from Mizhezhekedzwa ndiyo inosukudza