Kuti ndiriri kumira kwechinhu chinofamba kana kutenderera, uye kana chava kumira mabhureki acho anenge achirira. Rori yakasvikoti ndiriri pachiteshi, vanhu ndokudzika.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.