Browse Tsumo
Shona Definition
Kutaura zviri pamwoyo ndiko kutsvaga zviuya. Vanhu vane ndimi dzinotapira havashayi zvavanoda. Kukosha kwetsumo mururimi rweShona kunooneswa pakushandiswa kwadzo navakuru panguva yenharo, kukumbira zvinhu uye pakutonga mhosva.
English Translation
Someone who speaks their mind — and does so with well-turned proverbs — obtains what they are after, while keeping silent gains nothing. Proverbs lend an argument a persuasive weight that settles it.
Cultural Context
“It points to the way elders deploy proverbs in disputes, in making requests, and in hearing cases.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.