Used in other entries
“Kuzoramba vanhu vachiita chinhu chimwe chete nokuda kwokuti chinonakidza zvinokonzera kuzotsamwisana kana kusazochida narini.”
from Nhambetambe inoregwa ichapisa“Kana musikana akaita pamuviri nenzira isiri pamurau hazvigoni kuti apavanze narini.”
from Rina manyanga / hariputirwi mumushunje