DuraMazwi
Browse Words
Words

-n'ara

Shona Definition

Ku n'ara kuomba kunoita mhuka kana dzichinge dzatsamwa. Ku n'ara kupenga kana kuti kopopota kwakanyanya. Muroja wavo paakatemha michero yepamba pavo, vaChimuti vakan'ara zvekuti pamba ipapo hapana kudyiwa usiku ihwohwo.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.