Used in other entries
“Musoro wedhipeti wokuti, "Zviri nani kudzidzisa mukomana pano musikana", unoitisa nharo huru pakati pavakomana navasikana.”
from dhipeti“Ku dinginda kuzvitorera pamusoro kunoita munhu achifunga kuti ari nani kudarika vamwe.”
from -dinginda“Ku kunda kuva nani pane vamwe, kana kugona kuvadarika, pane zvamunenge muchiita mose.”
from -kunda“Chero muchato wacho ukapera, zvine hanyn'a nani?”
from hanyn'a nani“Kana munhu a rarama anenge ava kunzwa zviri nani mushure mokurwara.”
from -rarama“Zviri nani kuwana chinhu chidikidiki zvacho pane kushaya zvachose.”
from Chembere mwene wayo