DuraMazwi
Browse Words
Words

-nama

Shona Definition

Ku nama kubatanidza zvinhu nechinhu chinoita, zvirambe zviri pamwe, chakaita senamo. Ku nama kuvhara panhu pane buri. Ku nama kudzurura chidziro nedhaka.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.