Browse Tsumo
Shona Definition
Kana munhu achipiwa zvinhu, zvikuru kana ari mweni, anofanira kuitwa zvokupakurirwa nomuridzi wezvinhu zvacho. Kana mukamuregera achizvitorera oga, anogona kuzotora zvose kana kuzoramba nazvo zvachose.
English Translation
Whoever owns the food should be the one to serve it out, especially to a visitor. Let the guest help himself and he may take far more than he needs, or even clear out his host's whole store.
Cultural Context
“Applied to the sharing out of food, warning against handing a newcomer or outsider control over the portions.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.