Used in other entries
“Hweta iburi kana kuti mukana uri murusvingo, unoshandiswa pakudongorera kuona muvengi kana kumupfura.”
from hweta“Kamba chipuka chine gwati rakachiputira, machinozvihwandisa kana chaona muvengi.”
from kamba“Ku hukura kuchema kunoita imbwa kana dzichityisidzira muvengi.”
from -hukura“Musoja akafara bara parakati nduri-i muvengi.”
from nduri-i“Makudo anenge aine nharirire pose paanenge ari, inoti ikaona muvengi yohomura kuudza mamwe kuti kwaipa.”
from nharirire“Uyu munhu anoudza muvengi maererano nezvamunenge maronga pachenyu.”
from mutengesi