DuraMazwi
Browse Words
Words

nyambisirwa

Shona Definition

Iri izwi rinoshandisa kubatanidza pfungwa, richiratidza kuti zvinhu zvinenge zvisina kufamba sezvazvinenge zvakatarisirwa. Ndaifunga kuti Sekai munhu kwaye, nyambisirwa mutengesi kudaro! nyamba, izvo .

English Translation

This word is used to connect ideas, indicating that things have not gone as expected. I thought Sekai was a good person, only to find out she's such a vendor! Alas, that is that.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries