Used in other entries
“muswe Munhu akanzi aita mwise , zvinoreva kuti ndiye anenge apedzisira kusvika kana kuita chimwe chinhu.”
from mwise“Nhuta rudzi rwekapuka kakafanana negonzo, kane muswe mupfupi nemaziso nenzeve diki, kanogara mumwena wakareba makanodya midzi yetsenza, mbambaira neimwewo midzi yezvirimwa zvakapfava.”
from nhuta“Uku kumhanya kunoita mombe yakasimudza muswe mudenga.”
from murambamhuru“Mhumhi imhuka yemusango yakafanana nembwa inoruma dzimwe mhuka ine muswe une mvere dzakawanda.”
from mhumhi“Ku pinimidza kufambisa muswe kana besu, kubva kune rimwe divi kuenda kune rimwe, sezvinoita mombe ichidzinga nhunzi.”
from -pinimidza“Kana mhuka ichi nzveka-nzveka inenge ichifambisa-fambisa muswe wayo.”
from -nzveka-nzveka