Browse Words
Shona Definition
Iri izuva rose, kubva mangwanani kusvika zuva radoka. Mashaya mombe manga muchiitei muswere wese wezuva?"
English Translation
This is a whole day, from morning until sunset. What were you doing the whole day, you without cattle?
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ndakagwaura muswere wose ndabatwa nomudumbu.”
from -gwaura“Mutakatira muswere wezuva rose.”
from mutakatira“Ku dotsa zuva kutora nguva yakareba kana kuti muswere uchiita chimwe chinhu.”
from -dotsa“Zvakatitorera muswere kutakanura motokari dzaive dzaroverana zvokupindana- pindana.”
from -takanura“Kana foromani asipo, vashandi vanozeka muswere wose pasina basa raitwa.”
from -zeka“Muswere wezuva rimwe chete une zvizhinji zvingaitika zvakanaka nezvakaipa.”
from Usiku igore / zuva igore