Used in other entries
“Ku njenjedza kukiya musiwo zvakasimba.”
from -njenjedza“Mwana ndeanopinda muchimai chemakiyi pakukiya nepakukiyinura musiwo.”
from mwana“Pakatanga kunaya mvura, vanhu vaive panze vakaita uwe-ewe-e vachida kuvhurirwa musiwo.”
from uwe-ewe-e“Uyu musiwo uri mukati memba ine dzimba mbiri, unoita kuti munhu apinde kune imwe imba, kana kuti musiwo wekuseri kwemba.”
from mhindirira