Used in other entries
“Jichidza ishiri yousiku inorira ichigomera-gomera, ichiita seinoridza muridzo.”
from jichidza“Mheterwa muridzo unoridzwa munhu akapeta rurimi, rwuri pakati pemazino uye muromo wakapfumbwa, achiti tsviyo-o!.”
from mheterwa“Ku svusvumisa kutinha zvipfuyo zvakawanda, uchiridza muridzo kuti zvimhanye.”
from -svusvumisa“Kuti fetete kuridza muridzo wekambo kakanyorovera.”
from fetete“Dzimwe ketero dzavako mazuva ano dzinoridza muridzo kana mvura yavira.”
from ketero“Kuti fetete kuridza muridzo wekambo kakanyorovera.”
from fetete