Used in other entries
“Jaya mupfumi rakati watsanyu mari yamasirivha.”
from watsanyu“mupfumi mbozha”
from huzu“mupfumi chinoto mbozha ANTONYMS murombo”
from njonda“Mupfumi, kunyangwe akasvika panguva yaanoshaya zvinhu kana kurumwa nenzara vanhu havazvibvumi; vanongoti anazvo chete.”
from Hurudza inofa ichinzi inodya“Vanhu vanofarira pamusha pomunhu kana achiri mupfumi asi kana pfuma yake yaparara vanotendenedza musha wake.”
from Kwamairidigikira ndiko kwomoringa benya / kwamairinga benya ndiko kwomoridigikira“Jaya mupfumi rakati watsanyu mari yamasirivha.”
from watsanyu