DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Kwamairidigikira ndiko kwomoringa benya / kwamairinga benya ndiko kwomoridigikira

Shona Definition

Kupinduka kwezvinhu kunofambirana nezvido zvavanhu uye pfungwa dzavo. Vanhu vanofarira pamusha pomunhu kana achiri mupfumi asi kana pfuma yake yaparara vanotendenedza musha wake.

English Translation

The place you once hurried to is now the place you look at down your nose, and the reverse is equally true. People's regard shifts with changing fortunes.

Cultural Context

“Used of fair-weather friends who crowd a man's homestead while he is rich and turn away once his wealth is gone.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.