Used in other entries
“Iyi itsika yokubvisa mari yokutenga zviyo kuvanhu vanoda mari padoro, zvozotorwa mumashure.”
from chirindira“Mva izwi rinoshandiswa kubatanidza mitsara, richitaura zvinhu zvinenge zvaitika mumashure mezvinenge zvatanga kutaurwa.”
from mva“mumashure”
from musure“Kuti taramu kusudurukira mumashure.”
from taramu“Kana munhu akati pfizu anenge achiita semunhu afa, zvikuru mumashure mokuita tsaona nekukuvara, kana kuti aona zvinhu zvinovhundutsa.”
from pfizu“Kana uchi pirivara unenge uchida kuita chimwe chinhu, asi wochirega, nokuti une usimbe kana kuti hauna chokwadi chezvinozoitika mumashure.”
from -pirivara