Browse Words
Shona Definition
Mukwende zvinhu zvakawanda chaizvo, zvakaita senhumbi kana midziyo, zvinenge zvakasungirirwa pamwe. Mukomana aishanda pavaMutowevhu paakangoona kuti adyisa gadheni nembudzi akabva asunga mukwende wake odzokera kumusha kwake.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“nzirawa mukwende”
from nhoro“mukwende”
from ngwanda“Ku mhidzura kusimudza mukwende nyore nyore, seusingaremi.”
from -mhidzura“mukwende”
from mutundu“Mhutirwa mukwende unenge wakafukidzwa kana kusungirirwa mukati memumwe.”
from mhutirwa