DuraMazwi
Browse Words
Words

mukuna

Shona Definition

Mukuna munhu anenge asina kupfeka kana chii zvacho. Hatidi kuti mwana afambe ari mukuna. musvo

English Translation

Naked is a person who is not wearing anything at all. We don't want a child to walk around naked. pervert

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.