DuraMazwi
Browse Words
Words

muhute

Shona Definition

Uyu muti kana zvimiti zvinowanda-wanda panzvimbo imwe, zvinobereka vana vanonzi hute, vanowanzoibva nguva inenge vanhu vachirima. Muhute uya wemubani raChingwa unoita mazihute anombotidzora nzara, zvikuru kana tichibva kumunda.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries