DuraMazwi
Browse Words
Words

mujaho

Shona Definition

Mujaho mutambo unenge vanhu vachiita zvinhu zvakaita sekumhanya netsoka kana nemabhiza, kuti vaone anokunda vamwe. makwikwi

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries