Browse Words
Shona Definition
Ichi chirwere chokusvotwa nomwoyo zvikuru, sezvingaitika kana munhu adya mbambaira dzakapora. Iri igakava kana chinyunyuto chinenge chiri mumwoyo momunhu, chichimushaisa mufaro nguva dzose.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“chirungurira”
from dungurira“chirungurira”
from chidungurira“chirungurira”
from chatsuru