Used in other entries
“Uku kufambidzana kunoita mhuri kana masaimba maviri, seshamwari dzinobatsirana pazvirango zvepamusha zvakasiyana.”
from chisahwira“Kuita mabhindauko kugona kushandisa pfungwa mukuita zvinhu zvinovaka kana kuponesa mhuri.”
from mabhindauko“Makarekare hafukoroni imari yairera mhuri komwedzi wose.”
from hafukoroni“Murume akagurukuta pakarohwa mhuri yake nemheni.”
from -gurukuta“Mhuri zhinji dziri kurarama nokuhodha mazitye.”
from -hodha“Uyu munhu anoputsa ushamwari, mhuri kana humwewo urongwa hunokosha hwevamwe vanhu.”
from horomori