Used in other entries
“mhuno Mhino rudzi rweimwe patani yokuruka.”
from mhino“Kana munhu achinzi ane mhuno yaka pashamara , anenge aine mhuno isina kumira kuti twi.”
from -pashamara“Iri igwavava rine mhuno yakatesva, rinowanzogara mumahwangwaridza emaware.”
from gwashadombo“Iri ibhonzo rakamisa mhuno, rinomhanya kubva pakati pemaziso kusvika panoperera mhuno.”
from mutandamhuno