Used in other entries
“Chipanda idoro rinobikwa norukweza kana mhunga.”
from chipanda“Mupfunga ndezvingawire pasi zvakaita sezviyo kana mhunga kana chinhu chinenge chichiisirwa chazarisa.”
from mupfunga“Ruware idombo rakati sandara, rinogona kupurirwa zviyo, mhunga kana kuyanikirwa zvirimwa zvakohwewa.”
from ruware“Kana uchi shokora unenge wakaisa zviyo kana mhunga muduri, uchitswa kuti hundi ibve.”
from -shokora“Gunje idzinde rechibage kana mhunga rinenge riri nyoro kana rakaoma.”
from gunje“Guyo idombo guru rakaswatuka pamusoro, rinokuyirwa zviyo, mhunga kana nzungu.”
from guyo