Browse Words
Shona Definition
Mhete chishongo chemucheno chinopfekwa nemadzimai panzeve. Mhete chishongo chinopfekwa pamunwe chinogona kunge chichitaridza kuti munhu uyu akachata, ava mudzimai kana murume wemunhu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Sirivha isimbi chena inopenya uye inogadziriswa mhete nezvimwewo zvakakosha.”
from sirivha“Vakadzi vanopfeka mhete sechishongedzo chokuwedzera runako.”
from chishongedzo“Ku jakaidza kuzunza mhete dzinenge dzakapfekwa kana munhu achifamba kana kumhanya, zvinoita kuti dzizorira.”
from -jakaidza“mhete”
from mbatamunwe“mhete”
from chichi