Used in other entries
“Kana chinhu chichi chucha chinenge chichichururuka kubva machakachengeterwa.”
from -chucha“Kana chinhu chichi dhogoma chinenge chichitsva kusvika changosara madota chete.”
from -dhogoma“Kana chinhu chichi dzadzama chinenge chine makomba-makomba.”
from -dzadzama“Kana chinhu chichi dhura chinenge chine mutengo wakakwirira.”
from -dhura“Kana chinhu chichi dzatuka chinenge chichitsemuka nokurasira panze zviri machiri.”
from -dzatuka“Kana chinhu chichi karakasha chinenge chakaomara nokuunyana, zvokuti unonzwa kumara kana ukafambisa ruoko rwako napamuso pacho.”
from -karakasha