DuraMazwi
Browse Words
Words

mhembwana

Shona Definition

Mhembwana mwana wemhembwe. Mhembwana chirwere chemakumbo, chinoita kuti makumbo atetepe munhu, atadze kufamba. mhetamakumbo

English Translation

Mhembwana is the offspring of a duiker. Mhembwana is a leg disease that causes a person's legs to become weak, making them unable to walk. mhetamakumbo

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.