DuraMazwi
Browse Words
Words

-mema

Shona Definition

Kana munhu achi mema anenge achifamba-famba mumunda, achitarisa zvirimwa zvirimo kuti zviri kukura zvakanaka here.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.