Browse Words
Shona Definition
Mbune zvinoreva kuti inini pachangu kana kuti iye nyakutaurwa pachake. ndomene 1a, pauzima 1a .
English Translation
Mbune means myself or the person being spoken about. ndomene 1a, pauzima 1a .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“mbune .”
from -mene“mbune .”
from pauzima“Hapana munhu angafembera zvaunofunga kana usina kuzvireva iwe mbune.”
from Fimbi huru / iri mumwoyo“Ishe akachenjera anotonga achiziva kuti ushe hahusiri hwake mbune asi kuti chinhu chinotogamhidzanwa.”
from Umambo kutambidzana.