Browse Words
Shona Definition
Mbongoro imhuka inochengetwa, yakada kufanana nebhiza, inoshandiswa nevanhu kutakura zvinhu pamusha. dhongi
English Translation
A donkey is a domesticated animal, similar to a horse, used by people to carry goods at home. donkey
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Uyu mwana wedhongi kana kuti mbongoro.”
from dhongwana“Badza igejo rekurimisa nemombe kana mbongoro dzakasungwa.”
from badza“mbongoro”
from mubhemhe“Ku chaira kutsvutsvudzira mombe kana mbongoro kuti dzifambise kana dzakabopwa.”
from -chaira