Mazunza munhu anotaura nyaya dzekunyepa, kana kuti anongowedzera pese pese paanenge achitaura.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
“Kana munhu achi wanza anenge ari mazunza, achitaura nyaya achiwedzera nguva dzese.”