Browse Words
Shona Definition
Zvinhu zvine maturo zvinenge zvakanaka, kana kuti zvichiyemurika, kana kuti zvichibatsira. Zvawakaita, zvekusiya vana vari vega iwe uchienda kumafaro, ndizvo zvinonzi zvisina maturo chaizvo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Chinongwa chinhu chisina maturo chakangowanikwako pasina kuchitsvaka kana kuchishandira.”
from chinongwa“tsvina Marara mashoko asina maturo.”
from marara“Kana munhu achitaura pfocho anenge achitaura zvisina maturo, kana kuti zvinoshatirisa vaari kutaura navo.”
from pfocho“Chinhu che mangamanga chinhu chisina maturo.”
from mangamanga“Kuti bwedere bwedere kutaura zvisina maturo.”
from bwedere bwedere“Chinhu chinonzi navamwe hachina maturo chinogona kuva chinhu chinoyamura vamwe vanhu kwazvo.”
from Chakaponesa kamba makwati ayo