Matewo kugadzikana kwezvinhu zvese zvichinyatsofamba zvakanaka. Akabvunzwa naambuya vake kuti kuuya kwake aive matewo here, akati hongu paive pasina chakashata kumusha.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.