Used in other entries
“Aya matanho anotorwa nemunhu kusvikra abudirira pane zvaanenge achiita.”
from hwenderera“Nhimbu maitiro ekuti kana uchiita chinhu haudi kutevedza matanho ese anenge achitarisirwa, nokuti unenge uchida kuchimbidza kupedza.”
from nhimbu“Ku parura kutora matanho ekutanga pakubika doro.”
from -parura“Ku edza kutora matanho ekuda kuona kuti zvinhu zvaunenge uchida kuti zviitike zvingabudirira here.”
from -edza