Browse Words
Shona Definition
Iri izwi rinoshandiswa kutaurira munhu kuti zvaakakuitira zvakatopfuura nenguva yazvo, saka haafaniri kuramba achingotarisira kutendwa kana kuitirwawo chimwe chinhu. Matakadyakare haanyaradze mwana.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.