DuraMazwi
Browse Words
Words

mano

Shona Definition

Mano imhangwa kana pfungwa dzinobatsira. mazano Mano uchenjeri pakuita zvinhu. Kana munhu ane mano anenge ane chitsotsi chekunyengedza kuti atorere vamwe zvinhu zvavo.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries