DuraMazwi
Browse Words
Words

manunure

Shona Definition

Iri izwi kana zita rinopiwa munhu kana chinhu chinenge chaburitsa vanhu mupfumvu. Kazhinji mvura iya inouya vanhu vanzwa nenzara ndimanunure chaiye, nekuti inounza kudya.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries