Used in other entries
“Kana chinhu chaka kwakwashara chinenge chichimara, chiine man'an'a, chisina kunyatsoti tsepete.”
from -kwakwashara“Kana panhu pakati kwakwasha panenge pakaoma, uye pamusoro pacho paine man'an'a man'an'a.”
from kwakwasha“Ku kwarakwasha kumara kwechinhu chine man'an'a man'an'a.”
from -kwarakwasha“Garwe imhuka inogara mumvura ine muviri une man'an'a, iine chimiro chedzvinyu, asi iyo iri hombe chaizvo zvekuti inokwanisa kubata vanhu, mombe kana dzimwe mhuka.”
from garwe