DuraMazwi
Browse Words
Words

-mandana

Shona Definition

Ku mandana kuoma kunoita mafuta kana mvura, zvichiomarara kana kuita tumagodo. Mafuta ehwai paakaregwa achipora, akabva amandana. -gwamba .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.