Shona Definition
Makwati makanda anowanikwa pamiti. Makwati makanda akaomarara chaizvo, anodzivirira tupuka tune makanda matete twakaita sekamba. mari Makwati ndeimwe yemari inobviswa nemunhu kana achida kuroora nenzira yekukumbira.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Chipfundo chimuti china makwati akawanda.”
from chipfundo“Ichi chipukanana chine makwati akaomarara, chinoruma nepanosangana mutsipa nomusana.”
from chirumanegotsi“Hamba chipuka china makwati, chinogara mumvura kana kunze, chisingakwanisi kufamba nokukurumidza.”
from hamba“Aka kapuka kaduku, kane musoro muduku nemakwati makwati muviri wose, kusiya kwemusoro, uye kanodya masvosve, ishwa nemajuru.”
from hambakabvuka“Ichi chimbuyu chine makwati matema, chinodyiwa uye, chinokwanisa kuruma negotsi.”
from gumbukumbu“Kuti svapu kubva kwerwodzi pamuti, kana makwati pamuti.”
from svapu