Browse Words
Shona Definition
Uku kufema kunoitwa nemunhu mushure mokunge aita chinhu chinonetesa kana kuti achirangarira matambudziko.
English Translation
This is the heavy breathing a person does after strenuous activity or when contemplating problems.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kana munhu achi zorora anenge achitura mafemo, kana ambenge achishanda kana kuita zvimwewo zvinonetsa.”
from -zorora“Zororo inguva yekumbomira kuita basa kana kuenda kuchikoro, vanhu vachimbosasana nekutura mafemo.”
from zororo“Rwendo rurefu runoda kuti mupote muchimbomira munzira muchitura mafemo.”
from femo