DuraMazwi
Browse Words
Words

femo

Shona Definition

Femo mweya unopinzwa kana kuburitswa mumuviri. Femo mweya waunobudisa kamwe chete wakati wandei, kana zviya waneta kana kusuwa kana kuti zvanga zvichikunetsa zvapera. Kana uchitura ma femo unenge wava kuzorora, wambosevenza kana kufamba kwechinguva. Rwendo rurefu runoda kuti mupote muchimbomira munzira muchitura mafemo.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.