Browse Words
Shona Definition
Kana munhu achi kwidibidza mapoto anenge achinyima, achiita zviya zvekuti akaona vanhu oavhara kuti vasaone zvirimo. Kana munhu achi kwidibidza mapoto anenge achisuka- suka nekuarongedza zvakanaka.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.